Share this topic
24 Feb 2015 19:03

Kunyima murume kana kuti mukomana wako
asati akuroora bonde kunoita kuti akuroore
here? Iri bonde rinomboitirweiko? Tingati here
vanhu vanoroorena bonde? Kana vanhu
vakaroorena bonde muchato hauparare here
munhu apedza shungu dzebonde newe avakutsvaga waasati akambonzwa
waachineshungu naye?

25 Feb 2015 16:40

chii chinonzi bonde

Edited by Lukn4aBisexualGyal / 25 Feb 2015 16:45
25 Feb 2015 23:00

bonde rinodikana guys coz pasina sexx guys hapana luv

26 Feb 2015 06:47

Nothing like that. Coz guys got a tendency of hurrying into sex after that they leave the lady or found that the love he once showed before he slept is nolonger the same as after sex. Guys don't treat ladies like that coz most ladies got love and in return of their love guys thank with a plate full of shit.

26 Feb 2015 07:35

it is written in the scriptures....open ur legs n u shall be hurt......bonde is not luv bt infatuation...kana musikana achitoda kuroorwa nemukomana DONT give it to him, u will lose value

26 Feb 2015 08:23

All this nyaya yekuti musikana asiiwa cz they have venture into this bonde issue its bcz vavagara vasingadanane true luv never die nomatter the two of u maita bonde hr or nt lets value luv first.

26 Feb 2015 13:03
Post is hidden!
27 Feb 2015 00:28

nw dpends on wat was e intention of e guy wen he aproachd u,obviously kana akakunyenga wakapfeka mini akaona makumbo then he juss wana bang u, kana wafunga kunyima gara wakanyima kare,

27 Feb 2015 22:48
Post is hidden!
1 Mar 2015 16:32

bonde ndorinoratidza rudo chairo.

1 Mar 2015 16:44

Rudo nebonde go hand in hand. bonde kufadza nyama hongu asi dai pasinazve bonde hapana chemuroorera. Bonde rinobata type yese yerelationship iuripakati pemurume nemukadzi.Chingave chihure kana marriage chaiyo. Bonde iroro ndoorinonyanyobvisirwa pfuma.

1 Mar 2015 17:01

this topic.. it all depend with the two in love whether to do it before marriage

2 Mar 2015 10:52

ifungidziro dzeasati apinda mumba kty akasungira umwe wake poto anozoita shungu dzekuroora

2 Mar 2015 18:34

Aaah kunyima bonde kunokonzera chipfambi kumurume

2 Mar 2015 19:33
Post is hidden!