Zimbabwe forum: Romance & Friendship - to be honest .maya guyz
Share this topic
22 Jan 2015 01:01

hey guyx em srry fr sayin dis!! bt i hev to: iko kunyengana pa fbk,wazzup n mny mre tozokwanisa here kugara navo ivo vakadzi vepa book? cz usipo anodeedza bamby ouya oita zvaaruda eix ma born facebook i kunambi boys anonetsa cz pamwe uri wechi 20 unonzwa sei?mfeto

22 Jan 2015 01:02

Quote by timothy180

28 Jan 2015 06:56

pakaipa mdra

28 Jan 2015 07:28

Quote by timothy180
hey guyx em srry fr sayin dis!! bt i hev to: iko kunyengana pa fbk,wazzup n mny mre tozokwanisa here kugara navo ivo vakadzi vepa book? cz usipo anodeedza bamby ouya oita zvaaruda eix ma born facebook i kunambi boys anonetsa cz pamwe uri wechi 20 unonzwa sei?mfeto

28 Jan 2015 07:32

Vasiri vepa site havasi kuhura here chihure chakagara chiriko before facebook isati yambouya chero ukaroora abva kumusha asiri pa fb kana ane shave rechihure unongoita wechi 20 again love is everywhere guys iwe kuuya pano kuda kuita wechi 20 kana wanga udingade kuita wechi 20 why should u log in

28 Jan 2015 10:41

true tat bt nyaya iri pa insecurity dear.ts mre lyk f a wman akanzi ahura na bos at work,e hubby bek hme akaramba ainaye,hw does he feel everydae e wman goes to work.ts jus e cruel feeling nt necesarily sayng gals frm social media aint loyal.

28 Jan 2015 11:15

Quote by K09
Vasiri vepa site havasi kuhura here chihure chakagara chiriko before facebook isati yambouya chero ukaroora abva kumusha asiri pa fb kana ane shave rechihure unongoita wechi 20 again love is everywhere guys iwe kuuya pano kuda kuita wechi 20 kana wanga udingade kuita wechi 20 why should u log in

28 Jan 2015 11:35

Quote by Terrence.
true tat bt nyaya iri pa insecurity dear.ts mre lyk f a wman akanzi ahura na bos at work,e hubby bek hme akaramba ainaye,hw does he feel everydae e wman goes to work.ts jus e cruel feeling nt necesarily sayng gals frm social media aint loyal.

28 Jan 2015 11:41

@ terence it pains dia at the same time women are the same those in sites and those who are not there behaviour is just the same

28 Jan 2015 12:47

guyz we dnt hev
to blam gals on
social networks
coz its nt facbk
or watsapp
inopa kuty munhu
ahure asi moyo wake
plus havaite chihure
chacho vega asi
mevakomana so
if we r to blam
social media let us
giv credit to all
boys n girls

28 Jan 2015 12:51

True

28 Jan 2015 15:59

Quote by jus37
guyz we dnt hev
to blam gals on
social networks
coz its nt facbk
or watsapp
inopa kuty munhu
ahure asi moyo wake
plus havaite chihure
chacho vega asi
mevakomana so
if we r to blam
social media let us
giv credit to all
boys n girls

28 Jan 2015 16:01

@jusy37 ndinokuisira star ipapo

30 Jan 2015 07:59
Post is hidden!
30 Jan 2015 10:16

Quote by bonzie916
kuhura kuita sei nhai anyone care to explain

30 Jan 2015 10:18

@ bonzie u are now out of topic

30 Jan 2015 17:10

Bonzie asked a gd question

1 Feb 2015 05:31

Vanhu vakangogara vachiita chihure even masocial networks asati avapo. Zvinoendera nemoyo wako munhu . Others are genuine guys. Lets be honest with each other.lets not blame ladies only even isusuwo warume tinotohurawo

2 Feb 2015 17:39

Kuti munhu anzi a hura haa hure ega , panotoda murume ne mukadzi kuti panzi paitwa chihure. But wen it comes to these social media, for pple to fall inlove thru these sights it an easy process then it reveals what kind of pple who have just got in to a relationship, they gate carried away easily by anything changovanakira and chiri easy kuchiwana. So eventualy nyaya inongosara iripo ndeyekuti, iwe unenge wava insecure ne munhu wako coz unoziva kuti arinyore kupfimba, and kana ari mukomana unoziva kuti akangoona pa site waafarira anoto pfimba. At the end of the day munhu akadaro u cant live with him or her

2 Feb 2015 17:46

It shows kuti apfimba ne apfimbwa u are both easy, unongonzwa kuda kudanana nemunhu wausingazive, wich means u don't have tym to make choices and u dont think twice abt what u are abt to get in to. Which means hauzezi chero wawaona unongodanana naye. Chero zvikanzi munhu unoita magame, at least u need to give yo patner a reason to trust u 4 the sake of the relationship to have tym to prove itself kuti does it wrk. Kwete kutanga mutori masuspects. And thats why pamasite pachi meeter vanhu vanoda mafaro chete, coz already most pple know the site thing is fake