Share this topic
3 Feb 2014 23:33

What do u have to say

5 Feb 2014 08:22

Kuti mari ndokuti rudo mazuvano

6 Feb 2014 01:27

Ko asina mari agoita sei nhayi bro

12 Feb 2014 11:24

I prefare true love without boundaries ;age nt lov 4 money

12 Feb 2014 11:32

rudo rwemari runonakidza asi magumo kuchema chete

13 Feb 2014 07:12

Ichokwadi Admire but money nowadays does define love...unfortunately!kkkkkkkk.

15 Feb 2014 12:05

panobuda mariiii hama . anodyiwa haataure kkk